Ekisodho 16:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mozisi akati, “Izvi ndizvo zvakarayirwa naJehovha, ‘Mutore omeri yemana mugoichengetera marudzi anotevera, kuti vagoona chingwa chandakakupai kuti mudye muri murenje pandakakubudisai kubva munyika yeIjipiti.’ ”

Ekisodho 16

Ekisodho 16:28-35