Ekisodho 16:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanhu veIsraeri vakatumidza chingwa icho kuti mana. Chakanga chakachena semhodzi yekorianda uye chainaka sechingwa nouchi.

Ekisodho 16

Ekisodho 16:23-32