Ekisodho 13:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Faro akati atendera vanhu kuti vaende, Mwari haana kuvatungamirira nomumugwagwa waipinda nomunyika yavaFiristia, kunyange zvayo yakanga iri pfupi. Nokuti Mwari akati, “Kana vakasangana nehondo, vangashandura pfungwa dzavo vakadzokera kuIjipiti.”

Ekisodho 13

Ekisodho 13:12-22