Ekisodho 13:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye chichava chiratidzo paruoko rwako uye rundanyara pahuma yako kuti Jehovha akatibudisa kubva muIjipiti noruoko rune simba.”

Ekisodho 13

Ekisodho 13:7-21