Ekisodho 12:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Faro akadana Mozisi naAroni usiku akati, “Simukai, mubve pakati pavanhu vangu, imi navaIsraeri! Endai, mundonamata Jehovha sezvamakakumbira.

Ekisodho 12

Ekisodho 12:21-32