Ekisodho 12:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Faro namachinda ake ose uye navaIjipita vose vakamuka usiku, uye kwakava nokuungudza kukuru muIjipiti, nokuti kwakanga kusina imba isina munhu akanga afa.

Ekisodho 12

Ekisodho 12:28-37