Ekisodho 12:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kwamazuva manomwe, mbiriso ngairege kuwanikwa mudzimba dzenyu. Uye ani naani anodya chinhu chipi zvacho chine mbiriso anofanira kubviswa pakati peungano yaIsraeri, angava mutorwa kana akaberekerwa munyika imomo.

Ekisodho 12

Ekisodho 12:11-22