Ekisodho 12:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mumwedzi wokutanga munofanira kudya chingwa chakabikwa chisina mbiriso, kubva pamadekwana ezuva regumi namana kusvikira madekwana ezuva ramakumi maviri nerimwe.

Ekisodho 12

Ekisodho 12:15-23