Ekisodho 11:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Machinda ako ose aya achauya kwandiri, vachipfugama pamberi pangu vachiti, ‘Chiendai, imi navanhu vose vanokuteverai!’ Shure kwaizvozvo ndichaenda.” Ipapo Mozisi, atsamwa kwazvo, akabva pana Faro.

Ekisodho 11

Ekisodho 11:5-10