Ekisodho 11:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi pakati pavaIsraeri hapana kana imbwa ichahukura munhu zvake kana chipfuwo.’ Ipapo uchaziva kuti Jehovha anoita mutsauko pakati peIjipiti neIsraeri.

Ekisodho 11

Ekisodho 11:1-9