Dhuteronomi 9:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Rangarirai izvi uye musakanganwa kuti makatsamwisa Jehovha Mwari wenyu sei murenje. Kubva nezuva ramakabuda muIjipiti kusvikira muchisvika pano, makaramba muchimukira Jehovha.

Dhuteronomi 9

Dhuteronomi 9:3-11