Dhuteronomi 9:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo nzwisisa kuti Jehovha Mwari wako haakupi nyika iyi yakanaka kuti ive yako nokuda kwokururama kwako, nokuti uri rudzi rune mutsipa mukukutu.

Dhuteronomi 9

Dhuteronomi 9:1-9