Dhuteronomi 6:11-13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

11. dzimba dzizere nezvinhu zvakanaka zvamarudzi ose zvamusina kutsvaka imi, matsime amusina kuchera, minda yemizambiringa namasango nemiti yemiorivhi yamusina kusima, zvino kana muchinge madya uye mukaguta,

12. muchenjerere kuti murege kukanganwa Jehovha, akakubudisai kubva muIjipiti, kubva munyika youranda.

13. Itya Jehovha Mwari wako, ushumire iye oga ugoita mhiko dzako muzita rake.

Dhuteronomi 6