Dhuteronomi 6:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

dzimba dzizere nezvinhu zvakanaka zvamarudzi ose zvamusina kutsvaka imi, matsime amusina kuchera, minda yemizambiringa namasango nemiti yemiorivhi yamusina kusima, zvino kana muchinge madya uye mukaguta,

Dhuteronomi 6

Dhuteronomi 6:2-15