Dhuteronomi 31:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Ipapo Mozisi akaenda akandotaura mashoko aya kuvaIsraeri vose achiti:

2. “Zvino ndava namakore zana namakumi maviri uye handichagoni kukutungamirirai. Jehovha akati kwandiri, ‘Iwe haufaniri kuyambuka Jorodhani urwu.’

Dhuteronomi 31