Dhuteronomi 30:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye ugoda Jehovha Mwari wako, unzwe inzwi rake, nokubatirira paari. Nokuti Jehovha ndiye upenyu hwako, uye achakupa makore mazhinji munyika yaakapika kuti achaipa kumadzibaba enyu Abhurahama, naIsaka naJakobho.

Dhuteronomi 30

Dhuteronomi 30:15-20