Dhuteronomi 26:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Tarirai muri kudenga, panzvimbo yougaro hwenyu tsvene, mugoropafadza vanhu venyu Israeri uye nenyika yamakatipa sezvamakavimbisa nemhiko kumadzitateguru edu, nyika inoyerera mukaka nouchi.”

Dhuteronomi 26

Dhuteronomi 26:8-19