Dhuteronomi 26:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Handina kudya kana chikamu zvacho chomugove mutsvene panguva yandaiva pakuchema, kana kubvisa chikamu chawo panguva yandaiva ndisina kunatswa, kana kupa chikamu chawo kuvakafa. Ndakateerera Jehovha Mwari wangu; ndaita zvose zvamakandirayira.

Dhuteronomi 26

Dhuteronomi 26:12-19