Dhuteronomi 22:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Usadyara mbeu dzamarudzi maviri mumunda wako wemizambiringa; kana ukaita izvi hazvisi zvirimwa zvawadyara chete zvasvibiswa asi kuti nezvibereko zvomunda wemizambiringa wako zvakare.

Dhuteronomi 22

Dhuteronomi 22:8-14