Dhuteronomi 22:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana uchinge wavaka imba itsva, unofanira kuisa rumhanda padenga remba yako kuitira kuti urege kuuyisa mhosva yeropa pamusoro pemba yako kana mumwe munhu azowa kubva padenga rayo.

Dhuteronomi 22

Dhuteronomi 22:3-10