Dhuteronomi 22:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana murume akawanikwa akavata nomukadzi akawanikwa nomumwe murume, vose vari vaviri murume nomukadzi waakavata naye vanofanira kufa. Munofanira kubvisa chakaipa muIsraeri.

Dhuteronomi 22

Dhuteronomi 22:15-26