Dhuteronomi 22:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

anofanira kuuyiswa pamukova wemba yababa vake uye ipapo varume veguta vagomutaka namabwe afe. Akaita chinhu chinonyadzisa muIsraeri nokuda kwokupata kwake paaiva achiri mumba mababa vake. Munofanira kubvisa chakaipa pakati penyu.

Dhuteronomi 22

Dhuteronomi 22:14-27