Dhuteronomi 20:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pane akarima munda womuzambiringa here uye asati atanga kudya michero yawo? Ngaadzokere kumba kwake, nokuti angafa pakurwa uye mumwewo akazodya michero yawo.

Dhuteronomi 20

Dhuteronomi 20:1-11