Dhuteronomi 20:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakuru vachatiwo kuvarwi, “Pane akavaka imba yake itsva here asati aikumikidza? Ngaadzokere kumba kwake, nokuti angafa pakurwa uye mumwewo akazoikumikidza.

Dhuteronomi 20

Dhuteronomi 20:4-7