Dhuteronomi 18:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vaprista vanova vaRevhi, zvirokwazvo rudzi rwose rwaRevhi, havafaniri kuva nomugove kana nhaka pamwe chete neIsraeri. Vachararama nezvipiriso zvinopiswa zvaJehovha, nokuti ndiyo nhaka yavo.

Dhuteronomi 18

Dhuteronomi 18:1-5