Dhuteronomi 17:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye haafaniri kuzviona seari nani kupfuura hama dzake agotsauka kubva pamurayiro kurudyi kana kuruboshwe. Ipapo iye nezvizvarwa zvake achagara nguva huru paushe hwake muIsraeri.

Dhuteronomi 17

Dhuteronomi 17:11-20