Dhuteronomi 14:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi kana nzvimbo yacho iri kure uye waropafadzwa naJehovha Mwari wako, uye usingagoni kutakura chegumi chako (nokuti nzvimbo ichasarudzwa naJehovha kuti Zita rake rigarepo iri kure),

Dhuteronomi 14

Dhuteronomi 14:21-29