Dhuteronomi 14:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Udye chegumi chezviyo, newaini itsva namafuta uye nezvibereko zvokutanga zvemombe dzako nezvamakwai ako pamberi paJehovha Mwari wako panzvimbo yaachasarudza kuti Zita rake rigarepo, kuitira kuti udzidze kutya Jehovha Mwari wako nguva dzose.

Dhuteronomi 14

Dhuteronomi 14:16-27