Dhuteronomi 12:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha Mwari wenyu achaparadza kubva pamberi penyu ndudzi dzamava kuda kurwisa nokutorera nyika. Asi kana muchinge madzidzinga uye magara munyika yavo,

Dhuteronomi 12

Dhuteronomi 12:28-31