Dhuteronomi 12:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uchenjerere kuteerera mitemo yose yandinokupa, kuti zvive zvakakunakira nguva dzose iwe navana vako vachatevera mushure mako, nokuti unenge uchiita zvakanaka uye zvakarurama pamberi paJehovha Mwari wako.

Dhuteronomi 12

Dhuteronomi 12:25-30