Dhuteronomi 12:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana nzvimbo iyo inosarudzwa naJehovha Mwari wako kuti aise Zita rakepo iri kure newe zvikuru, ungabaya hako zvipfuwo kubva pamombe dzako namakwai ako zvawakapiwa naJehovha, sezvandakurayira, mumaguta ako ungadya nyama yakawanda sezvaunoda.

Dhuteronomi 12

Dhuteronomi 12:17-28