Dhuteronomi 12:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana Jehovha Mwari wako achinge akurisa nyika yako sezvaakakuvimbisa, uye iwe ukapanga nyama ukati, “Ndinoda nyama,” ipapo uchadya nyama yakawanda sezvaunoda.

Dhuteronomi 12

Dhuteronomi 12:18-24