Dhuteronomi 12:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvisinei hazvo, mungabaya henyu zvipfuwo zvenyu mumaguta enyu uye mugodya nyama pamunodira, sokunge nyama yemhara kana yenondo maererano nokuropafadzwa kwamunopiwa naJehovha Mwari wenyu. Vose vasina kuchena navakachena vangadya havo.

Dhuteronomi 12

Dhuteronomi 12:9-18