Dhuteronomi 12:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Muzvipe chete panzvimbo ichatsaurwa naJehovha mune rumwe rwamarudzi enyu, uye ipapo muchapa zvipiriso zvenyu zvinopiswa uye muchaita zvose zvandinokurayirai.

Dhuteronomi 12

Dhuteronomi 12:5-22