Dhuteronomi 10:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti Jehovha Mwari wenyu ndiMwari wavaMwari naIshe wamadzishe, Mwari mukuru, ane simba guru uye anotyisa, asingatsauri vanhu uye asingagamuchiri fufuro.

Dhuteronomi 10

Dhuteronomi 10:12-22