Dhuteronomi 10:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha akati kwandiri, “Enda, utungamirire vanhu panzira yavo, kuitira kuti vapinde uye vatore nyika yandakapikira madzibaba avo kuti ndichavapa.”

Dhuteronomi 10

Dhuteronomi 10:1-18