Dhuteronomi 10:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino ini ndakagara pagomo mazuva makumi mana nousiku huna makumi mana, sezvandakaita pakutanga, uye Jehovha akandinzwa panguva iyoyo zvakare. Kwakanga kusiri kuda kwake kuti akuparadzei.

Dhuteronomi 10

Dhuteronomi 10:2-15