Dhanieri 9:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka ndakatendeukira kuna Ishe Mwari ndikamukumbira mukunyengetera nokuteterera, ndichitsanya, uye ndikafuka nguo dzamasaga namadota.

Dhanieri 9

Dhanieri 9:2-13