Dhanieri 9:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

mugore rokutanga rokutonga kwake, ini Dhanieri, ndakanzwisisa kubva muMagwaro, sezvakataura shoko raJehovha rakapiwa kuna Jeremia muprofita, kuti Jerusarema richagara riri dongo kwamakore makumi manomwe.

Dhanieri 9

Dhanieri 9:1-12