Dhanieri 8:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Paakanga achataura neni, ndakabatwa nehope huru kwazvo, chiso changu chakatarira pasi. Ipapo akandibata akandisimudza ndikamira netsoka dzangu.

Dhanieri 8

Dhanieri 8:14-27