Dhanieri 8:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Paakaswedera panzvimbo yandakanga ndimire, ndakatya ndikawira pasi nechiso changu. Iye akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, nzwisisa kuti chiratidzo ichi ndechenguva yokupedzisira.”

Dhanieri 8

Dhanieri 8:7-25