Dhanieri 7:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nyanga gumi ndidzo madzimambo gumi achabva kuumambo uhu. Shure kwavo kuchamuka mumwe mambo, akasiyana navaya vokutanga; achakunda madzimambo matatu.

Dhanieri 7

Dhanieri 7:14-28