Dhanieri 7:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Akandipa tsananguro iyi achiti, ‘Mhuka yechina ndiyo umambo hwechina huchaonekwa panyika. Huchasiyana nohumwe umambo uye huchaparadza nyika yose, huchiitsikirira pasi nokuiparadza.

Dhanieri 7

Dhanieri 7:22-25