Dhanieri 6:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mambo akafara zvikuru akarayira kuti Dhanieri abudiswe mugomba. Uye Dhanieri akati abudiswa mugomba, hakuna vanga rakawanikwa paari, nokuti akanga avimba naMwari wake.

Dhanieri 6

Dhanieri 6:21-26