Dhanieri 6:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mwari wangu akatuma mutumwa wake, akadzivirira miromo yeshumba. Hadzina kundikuvadza, nokuti ndakawanikwa ndisina mhosva pamberi pake. Uye handina kumboita chinhu chakaipa pamberi penyu, imi mambo.”

Dhanieri 6

Dhanieri 6:15-23