Dhanieri 6:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka mambo akarayira, akauyisa Dhanieri ndokumukanda mugomba reshumba. Mambo akati kuna Dhanieri, “Mwari wako, waunoramba uchishumira, ngaakurwire!”

Dhanieri 6

Dhanieri 6:6-26