Dhanieri 6:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo varume vakaenda vose pamwe chete kuna mambo vakati kwaari, “Rangarirai imi mambo, kuti maererano nomurayiro wavaMedhia navaPezhia, hakuna chirevo kana mutemo unopiwa namambo unogona kushandurwa.”

Dhanieri 6

Dhanieri 6:5-19