Dhanieri 5:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi mwoyo wake wakati wazvikudza uye waomeswa nokuzvikudza, akabviswa pachigaro chake choushe vakamutorera kukudzwa kwake.

Dhanieri 5

Dhanieri 5:19-22