Dhanieri 5:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuda kwechinzvimbo chakakwirira chaakamupa, vanhu vose nendudzi dzose navanhu vemitauro yose vakadedera vakamutya. Avo vaaida kuuraya, aiuraya, avo vaaida kuraramisa aivararamisa; avo vaaida kusimudzira, aisimudzira; uye avo vaaida kuninipisa, aininipisa.

Dhanieri 5

Dhanieri 5:13-20