Dhanieri 4:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pakarepo, zvakanga zvarehwa pamusoro paNebhukadhinezari zvakazadzisika. Akadzingwa pakati pavanhu akafura uswa semombe. Muviri wake wakanyoroveswa nedova redenga kusvikira bvudzi rake rareba seminhenga yegondo uye nzara dzake dzafanana nedzeshiri.

Dhanieri 4

Dhanieri 4:23-37